Jeremiya 42:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 ‘Chokwadi kana mukaramba muchigara munyika ino,+ ndichakuvakaiwo, handizokuputsii, uye ndichakudyarai, handizokudzurii;+ nokuti ndichazvidemba pamusoro pedambudziko randakakuunzirai.+
10 ‘Chokwadi kana mukaramba muchigara munyika ino,+ ndichakuvakaiwo, handizokuputsii, uye ndichakudyarai, handizokudzurii;+ nokuti ndichazvidemba pamusoro pedambudziko randakakuunzirai.+