Jeremiya 44:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Zvino zvanzi naJehovha, Mwari wemauto, Mwari waIsraeri, ‘Nei muri kuzviunzira* dambudziko guru, richaita kuti varume vese nevakadzi, vana nevacheche vese vaparare muJudha, pasina anosara?
7 “Zvino zvanzi naJehovha, Mwari wemauto, Mwari waIsraeri, ‘Nei muri kuzviunzira* dambudziko guru, richaita kuti varume vese nevakadzi, vana nevacheche vese vaparare muJudha, pasina anosara?