Jeremiya 44:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 “Zvino zvanzi naJehovha, Mwari wemauto, Mwari waIsraeri, ‘Muri kuunzirei dambudziko guru pamweya yenyu,+ kuti muparadzise murume nomukadzi pakati penyu, mwana neanoyamwa,+ pakati paJudha, zvokuti hapana wamunosiya nokuda kwenyu;
7 “Zvino zvanzi naJehovha, Mwari wemauto, Mwari waIsraeri, ‘Muri kuunzirei dambudziko guru pamweya yenyu,+ kuti muparadzise murume nomukadzi pakati penyu, mwana neanoyamwa,+ pakati paJudha, zvokuti hapana wamunosiya nokuda kwenyu;