-
Jeremiya 44:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Ndichatora vaJudha vakasara avo vakashinga kuenda kunyika yeIjipiti kunogara ikoko uye vachaparara vese munyika yeIjipiti.+ Vachaurayiwa nebakatwa, uye vachapera nenzara; kubva kumudiki kusvika kumukuru, vachaurayiwa nebakatwa uye nenzara. Uye vachava chinhu chakatukwa, chinhu chinotyisa, chinoshorwa uye chinozvidzwa.+
-