-
Jeremiya 44:12Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
12 Ndichatora vakasara vaJudha vakataridzisa zviso zvavo kuti vapinde munyika yeIjipiti kuti vagare imomo vari vatorwa,+ vachaperera munyika yeIjipiti.+ Vachaurayiwa nebakatwa; uye vachapera nenzara,+ kubvira kumuduku kusvikira kumukuru; vachaurayiwa nebakatwa uye nenzara. Vachava chinhu chinomhurwa, chinhu chinokatyamadza, chinhu chinotukwa uye chinhu chinozvidzwa.+
-