Jeremiya 44:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Zvino ndiri kuramba ndakavatarisa kuti ndiunze dambudziko, kwete chinhu chakanaka;+ varume vese veJudha vari munyika yeIjipiti vachaparara nebakatwa uye nenzara, kusvikira vasisipo.+
27 Zvino ndiri kuramba ndakavatarisa kuti ndiunze dambudziko, kwete chinhu chakanaka;+ varume vese veJudha vari munyika yeIjipiti vachaparara nebakatwa uye nenzara, kusvikira vasisipo.+