Jeremiya 44:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Tarirai ndiri kuramba ndakasvinurira kuti ndiunze dambudziko, kwete kuti ndiunze zvakanaka;+ uye varume vose vaJudha vari munyika yeIjipiti vachapera nebakatwa uye nenzara, kusvikira vasisipo.+
27 Tarirai ndiri kuramba ndakasvinurira kuti ndiunze dambudziko, kwete kuti ndiunze zvakanaka;+ uye varume vose vaJudha vari munyika yeIjipiti vachapera nebakatwa uye nenzara, kusvikira vasisipo.+