Jeremiya 44:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Vashoma chete ndivo vachapukunyuka bakatwa, vodzokera kunyika yeJudha vachibva kunyika yeIjipiti.+ Uye vaJudha vese vakasara, vakaenda kunyika yeIjipiti kunogara ikoko vachaziva kuti ishoko raani rakazadzika, ravo kana kuti rangu!”’”
28 Vashoma chete ndivo vachapukunyuka bakatwa, vodzokera kunyika yeJudha vachibva kunyika yeIjipiti.+ Uye vaJudha vese vakasara, vakaenda kunyika yeIjipiti kunogara ikoko vachaziva kuti ishoko raani rakazadzika, ravo kana kuti rangu!”’”