28 Asi vaya vachapukunyuka bakatwa, vachadzokera kunyika yaJudha vachibva kunyika yeIjipiti, vari vashoma;+ uye vose vaya vevaJudha vakasara, vari kupinda munyika yeIjipiti kuti vagare imomo vari vatorwa, vachaziva kuti mashoko aani achava echokwadi, angu kana kuti avo.”’”+