Dhanieri 5:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Asi paakatanga kuzvikwidziridza achiomesa musoro, zvikaita kuti azvikudze,+ akabva abviswa pachigaro chake cheumambo, uye akatorerwa rukudzo rwake.
20 Asi paakatanga kuzvikwidziridza achiomesa musoro, zvikaita kuti azvikudze,+ akabva abviswa pachigaro chake cheumambo, uye akatorerwa rukudzo rwake.