Numeri 19:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Unofanira kuva murau nokusingagumi kwavari, kuti munhu anosasa mvura yokuchenesa anofanira kugeza nguo dzake,+ pamwe nouya anobatawo mvura yokuchenesa nayo. Achava asina kuchena kusvikira manheru.
21 “‘Unofanira kuva murau nokusingagumi kwavari, kuti munhu anosasa mvura yokuchenesa anofanira kugeza nguo dzake,+ pamwe nouya anobatawo mvura yokuchenesa nayo. Achava asina kuchena kusvikira manheru.