19 “Pataikwidzirawo ‘mambokadzi wokumatenga’+ utsi hwezvibayiro nepataida kwazvo kumudururira zvinopiwa zvinonwiwa,+ takambomuitira makeke echibayiro tisina kukumbira varume vedu here, kuti vagadzire mufananidzo wake, uye kumudururira zvinopiwa zvinonwiwa?”+