Jeremiya 44:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “Kana huri utsi hwezvibayiro hwamakakwidza muri mumaguta aJudha nomumigwagwa yeJerusarema,+ imi+ nemadzitateguru enyu,+ madzimambo enyu+ nemachinda enyu+ nevanhu vomunyika yacho, hazvisi izvo zvakayeukwa naJehovha uye zvakauya mumwoyo make here?+
21 “Kana huri utsi hwezvibayiro hwamakakwidza muri mumaguta aJudha nomumigwagwa yeJerusarema,+ imi+ nemadzitateguru enyu,+ madzimambo enyu+ nemachinda enyu+ nevanhu vomunyika yacho, hazvisi izvo zvakayeukwa naJehovha uye zvakauya mumwoyo make here?+