Mabasa 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Naizvozvo, pavakanga vavatyisidzirazve, vakavasunungura, zvavasina kuwana chikonzero chero chipi zvacho chokuti vavarange uye nokuda kwevanhu,+ nokuti vose vakanga vachikudza Mwari pamusoro pezvakanga zvaitika;
21 Naizvozvo, pavakanga vavatyisidzirazve, vakavasunungura, zvavasina kuwana chikonzero chero chipi zvacho chokuti vavarange uye nokuda kwevanhu,+ nokuti vose vakanga vachikudza Mwari pamusoro pezvakanga zvaitika;