1 Johani 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vadiwa, musatenda kutaura kwose kwakafuridzirwa,+ asi edzai kutaura kwakafuridzirwa kuti muone kana kuchibva kuna Mwari,+ nokuti vaprofita venhema vazhinji vakaoneka munyika.+ 1 Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:1 Nharireyomurindi,4/15/2008, pp. 6-73/1/2007, p. 59/1/2004, p. 174/1/1988, p. 30
4 Vadiwa, musatenda kutaura kwose kwakafuridzirwa,+ asi edzai kutaura kwakafuridzirwa kuti muone kana kuchibva kuna Mwari,+ nokuti vaprofita venhema vazhinji vakaoneka munyika.+