Mashoko Emuzasi
b Mwari anovenga vanhu vanorambana zvounyengeri. Asi kana mumwe wavo akaita ufeve, Mwari anopa mumwe wacho anenge asina mhosva kodzero yokusarudza kana achida kuti varambane. (Maraki 2:16; Mateu 19:9) Ona nyaya yakanzi “Murangariro weBhaibheri—Mwari Anovenga Rudzii Rwokuchatanura?” iri muMukai! yaFebruary 8, 1994 yakabudiswa neZvapupu zvaJehovha.