RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 19
  • Vimbiso yaMwari yeParadhiso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Vimbiso yaMwari yeParadhiso
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Vimbiso yaMwari yeParadhiso
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Chipikirwa chaMwari Cheparadhiso
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Toonana muParadhiso!”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 19

Rwiyo 19

Vimbiso yaMwari yeParadhiso

Rakaprindwa

(Ruka 23:43)

1. Paradhiso yakavimbiswa,

Mukutonga kwechiuru.

Mwari paachabvisa chivi,

Rufu, nemisodzi yose.

(KORASI)

Nyika yova paradhiso.

Nokutenda tozviona.

Kristu achazvizadzisa

Anoda kuda kwaMwari.

2. Jesu achamutsa vakafa,

Ndicho chinangwa chaMwari.

Sezvakavimbiswa naJesu,

‘Uchava muParadhiso.’

(KORASI)

Nyika yova paradhiso.

Nokutenda tozviona.

Kristu achazvizadzisa

Anoda kuda kwaMwari.

3. Akavimbisa Paradhiso,

Iye zvino ndiye Mambo.

Totenda Baba vane rudo,

Tiimbe nomwoyo wose.

(KORASI)

Nyika yova paradhiso.

Nokutenda tozviona.

Kristu achazvizadzisa

Anoda kuda kwaMwari.

(Onawo Mat. 5:5; 6:10; Joh. 5:28, 29.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe