RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 122
  • Zvuru Zvehama

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvuru Zvehama
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Zviuru Zvehama
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Zviuru Nezviuru Zvehama
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Nhamo Yechipiri—Mauto Avatasvi Vamabhiza
    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
  • Chokwadi Nezvengirozi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2017
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 122

Rwiyo 122

Zvuru Zvehama

Rakaprindwa

(Zvakazarurwa 7:9, 10)

1. Zvuru nezvuru zvehama,

Zvakawanda kwazvo,

Vose vakatendeka,

Vakapererawo.

Tiri zvuru zvizhinji

Boka guru kwazvo,

Tinobva mumarudzi ose,

Torumbidza Mwari.

2. Zvuru nezvuru zvehama,

Tinoparidzira

“Mashoko akanaka,”

Anodiwa kwose.

Sezvatinoparidza,

Nyange zvikanetsa,

Jesu anozorodza vose,

Achipa rugare.

3. Zvuru nezvuru zvehama,

Mwari otiona,

Achitichengetedza,

Tichimushumira.

Tiri zvuru zvizhinji,

Tinoparidzira,

Zvino tinoshanda naMwari,

Tiri pano pasi.

(Onawo Isa. 52:7; Mat. 11:29; Zvak. 7:15.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe