RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 58
  • Munyengetero Wangu Wokuzvitsaurira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Munyengetero Wangu Wokuzvitsaurira
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Munyengetero Wangu Wekuzvitsaurira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Rutsva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 58

Rwiyo 58

Munyengetero Wangu Wokuzvitsaurira

Rakaprindwa

(Mateu 22:37)

1. Mwoyo wangu wa’ wenyu,

Ngaudewo chokwadi.

Pfungwa dzangu dza’ dzenyu,

Ndichakushumirai.

2. Tsoka uye maoko

Ngazvikushumirei.

Inzwi rangu ra’ renyu,

Ngarikurumbidzei.

3. Ndoraramira imi,

Nda’ kukunamatai.

Iniwo ndava wenyu,

Ndikufadzei Ishe.

(Onawo Pis. 40:8; Joh. 8:29; 2 VaK. 10:5.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe