RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 179
  • Tinofanira Kumirira Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinofanira Kumirira Jehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Une Chido Chekumirira Nemwoyo Murefu Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Kristu Muenzaniso Wedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemutariri Wedunhu ra2023-2024
  • “Harinonoki!”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 179

Rwiyo 179

Tinofanira Kumirira Jehovha

(VaRoma 8:19)

1. Kunewo “boka duku.”

Ngarimiri re Mwari.

Votonga Samadzishe;

Tariro huru kwazvo.

Kristu anotonga;

Achizvichengeta.

Achapa tuso huru

Kuna vari vake

Vozivisa Ushe.

2. Zvino vane shamwari

Dziri “Mamwe Makwai.”

Vane chishuvo chimwe,

Kuchengeta perero.

Mwenje zvawopenya

Vanomirirawo

Kuoneswa kwavana,

Kwounza rugare,

Rugare rukuru.

3. Mwari akapikira

Denga nepasi idzva.

M’chagara kururama,

Umambo hwaberekwa.

Ndozvatinoshuva,

Zvatodzidza idi.

Tinovimba naMwari;

Tinomumirira.

Hungu, kum’mirira.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe