RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 122
  • Kuzvibata Timene Sa“vaduku”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuzvibata Timene Sa“vaduku”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Vavarira Kuva Muduku Pane Vamwe
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Komborerai Kusangana Kwedu Pamwe Chete
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuzviisa Pasi Peurongwa hwaMwari Kwakanakirei?
    Takarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha
  • Paradhiso Yedu: Yazvino Neyemunguva Yemberi
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 122

Rwiyo 122

Kuzvibata Timene Sa“vaduku”

(Ruka 9:48)

1. Vanofarirwa ndeavo

Vanoterera m’temo.

Basa ravavimbi naJa

Rinokomborerwawo.

Bva sezvo tichitambudzwa

Nokusakwana kwedu,

Ngatidzidze nounyoro

Kuva pasi paMwari.

2. ‘Kuzvibata savaduku,’

Jesu akarumbidza.

Kunoparira rugare,

Zvakanaka zvikuru.

Akagadza m’enzaniso.

Akafara zvikuru

Nokuva pasi paMwari

Achim’batira kwazvo.

3. Ngatitungamirirei

Mukuremekedzana

Toyeuka kuti Jesu

Wakatifira tose.

Hama dzedu ndedzaMwari;

Unopa kuna vose.

Ngatiite savaduku

Tichengete hum’dzimu.

4. Nheyo yohum’soro ndiyo

Yamuro yokuziva

Kuzvibata setisipo

Tichisimbisa rudo.

Mudzimu waJa uripo

Kuti utibatsire.

Ukama kwahwo naMwari

Unoti’ta vanyoro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe