RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 67
  • Chengeta Pfuma Mudenga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chengeta Pfuma Mudenga
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Tine Pfuma Inokosha Yokupa Vamwe
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Kuwana Pfuma “Yakanyatsovanzwa Maari”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Fara Nevamwe Mukupa!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Purogiramu Itsva Yegungano Redunhu
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 67

Rwiyo 67

Chengeta Pfuma Mudenga

(Mateo 6:20)

1. Tingamuda sei Mwari,

Baba wezvinopenya!

Zvipo zvose zvakakwana,

Zvinobva kuna Iye.

Anopa chokudya, imba,

Mbeu, mvura, zvipfeko.

Ngationge mugoveri

Anogutsa upenyu.

2. Hupenzi kupedza nguva

Muzvinhu zvoudyire,

Kuunganidza upfumi,

Husingapi upenyu!

Tive vanogutsikana

Nezviri madikanwa,

Nezviito tibatise

Paupenyu chaihwo.

3. Tishandise nguva, pfuma

Tichidyisa “varombo,”

Vanenzara vonzwa shoko

Retariro yoUshe.

Nokubata kune tsitsi,

Tova shamwari dza’She;

Tochengeta mumatenga

Pfuma isingagumi.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe