RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 54
  • Tinofanira Kuva Vatsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinofanira Kuva Vatsvene
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Zvinorevei Kuva Mutsvene?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • “Mutsvene, Mutsvene, Mutsvene, Iye Jehovha”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • “Munofanira Kuva Vatsvene”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • “Ini Jehovha Mwari Wenyu Ndiri Mutsvene”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 54

Rwiyo 54

Tinofanira Kuva Vatsvene

(1 Petro 1:15, 16)

1. Mwari woda kuti tive vatsvene,

Sezvo takatsveneswa naKristu,

Savanhu vakachena, vanyoro,

Vose vatione saizvozvo.

2. Takatsaurwa sezvinhu zvaMwari,

“Rudzi rutsvene” uye “makwai.”

Nom’fambiro wedu topupura.

Kuti tinoda mitemo yake.

3. Zvatofambira mberi, zvino’rora

Manatsire anoti’ta Mwari.

Anopa vanhu vake zvokwadi,

Ndizvoh atimbo‘tarira shure.’

4. Ngatitore mabanza ari ose,

Kukura m’utsvene nom’chiedza.

Kukudza Mwari, tichimufadza,

Iye Mutsvene, Wakarurama.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe