RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 60
  • Umambo hwaMwari Hwamakore Ane Chiuru

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Umambo hwaMwari Hwamakore Ane Chiuru
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Gadzirira Chiuru Chemakore Chinokosha!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • Kuronga Zvino Nokuda Kwamakore Ane Chiuru Achauya
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1989
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Umambo ‘Husingazomboparadzwi’
    Namata Mwari Wechokwadi Bedzi
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 60

Rwiyo 60

Umambo hwaMwari Hwamakore Ane Chiuru

(Zvakazarurwa 20:4-6)

1. Ja akapa makore ane churu.

Nguva yasvika kuti Kristu atonge.

Iye achatonga navakazodzwa.

Vachabata samadzishe navaprista.

2. Vane mutsa kuvanhu vose zvavo,

Vachafara kubvisa zvivi naKristu.

Pasi rose richava paradhiso.

Vanhu vose vachaimbira Jehovha.

3. Churu chamakore,

Ushe hwaKristu! Nokutenda tinoona zvishamiso:

Vakafa vom’ka kuzodzidza zvaJa.

Kuchareva rutongeso m’kururama.

4. Tose ngatiedze zvikuru kwazvo;

Kusvinura zvazuva guru ro’svika.

Nesimba, tichi’ta nokuchenjera,

Tikoke vose kudanidza kuna Ja.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe