RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 1/95 p. 2
  • Zuva Chairo Ramagazini

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zuva Chairo Ramagazini
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1995
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1995
km 1/95 p. 2

Zuva Chairo Ramagazini

Sosaiti inokurudzira ungano dzose kuronga basa chairo ramagazini pana April 1, 1995. Magazini omuraudzo angagona kuodhwa kupfurikidza nokushandisa fomu reOdha Yomugoveri (M-202). Kuseri kwefomu racho nyorai magazini omuraudzo amuchada.

Kurudzirai kuita upiyona hwebetsero uye tangai kuronga zvino. Mutariri webasa anofanira kuronga ndima. Vaparidzi vose vane mamirire ezvinhu anobvumidza vanokurudzirwa kugoverana.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe