Rwiyo 82
Vakadzi Iuto Guru
1. Ja amene akataura.
Vakadzi vanoparidza
Vanoumbawo uto guru;
Kuti vagosvika vanhu.
Votanga mangwanani kwazvo,
kuchenesa imba yavo.
Nokusanoronga zvikuru,
Vanogoverana m’basa.
2. Vashandi biyedu ivava,
Tinovanyengeterera.
Vanoita zvizhinji m’basa,
Varume vanotaura.
Vazhinji vavo vakwegura,
Vose vane zvinetsowo.
Vanosvika kumisangano;
Tsungiriro voratidza.
3. Tivaitire hanya kwazvo
Savanamai navana.
Vanogoverana m’kucheka,
Vachiponesa upenyu.
Uto ravakadzi rokosha.
Basa ravo rine mhindu.
Tivabate nokunzwisisa.
Kutaura kwaJa idi.