RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 130
  • Basa Rinofadza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Basa Rinofadza
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Shanda Nesimba Mukukohwa Kukuru Kuri Kuitwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Mambo Asingagumi, Tsvenesai Zita Renyu!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Vanofara Vane Ngoni!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • VaKristu Vanowana Mufaro Mukushumira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 130

Rwiyo 130

Basa Rinofadza

(Pisarema 32:11)

1. Ngatibatire Mwari nomufaro,

Zvatounza zvipo namano edu,

Kunyange basa redu idukwane,

Mwoyo yedu yakazadzwa norudo.

2. Jehovha ane basa redu tose,

Zvavacheki vachidiwa zvikuru.

Basa ratakaga m’chira kudenga;

Hungu, tikomborerwe nebasa’ri.

3. Kunyange vanhu varambe zvokwadi,

Tinoziva kuti “Mwari hanyepi.”

Ngatiparidze nokushingaira,

Sezvo makuri tinacho chivimbo.

4. Zvatogoverana m’basa rom’faro,

Tiedze kuparidzira kuvose,

Mwari unotifarira papasi

Achitiita vabatiri vake.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe