RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 28
  • Komborerai Kusangana Kwedu Pamwe Chete

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Komborerai Kusangana Kwedu Pamwe Chete
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Komborerai Kuungana Kwedu
    Imbirai Jehovha
  • Komborerai Kuungana Kwedu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuonga Shiviro Youmwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tsvaga Mwari Kuti Ununurwe
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 28

Rwiyo 28

Komborerai Kusangana Kwedu Pamwe Chete

(VaHebheru 10:24, 25)

1. Patinoungana pamwe,

Ja tikomborerei.

Misangano tinoonga;

Mudzimu uve nesu.

2. Pakushaya kwomudzimu;

Neshoko mutizadze.

Tirovedzwe kupupura,

Tichizadzwa norudo.

3. Tauya kuzonamata;

Tinotsvaka utsvene.

Tinoda kukuzivai

Tichizvininipisa.

4. Baba, tikomborerei;

Muchitipa rugare.

Toda kumubatirai,

Tichikurumbidzai.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe