RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 211
  • Kugoverana Nomufaro Mukukohwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kugoverana Nomufaro Mukukohwa
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kubatsira Tichifara Mubasa Rokukohwa
    Imbirai Jehovha
  • Kuita Basa Rekukohwa Tichifara
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rambai Muchiita Basa Rokukohwa!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Minda Yachenera Kukohwa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 211

Rwiyo 211

Kugoverana Nomufaro Mukukohwa

(Mateo 9:37, 38)

1. Tiri munguva yokukohwa,

Ropafadzo huru kwazvo.

Ngirozi ndidzo dzinokohwa,

Tinogoverana nadzo.

Kristu akatangisa zvinhu,

Nokudyara mbeu “m’munda.”

Zviyo zvaibva kuti zvichekwe;

Ngatiunganidze zviyo.

2. “Gorosi” zvino rava “m’dura.”

Mashawi akatsaurwa.

Anoda kutivhiringidza,

Achigedageda meno.

Vanhu vaMwari vane basa.

Vanoshanda zuva rose.

Kukohwa makwai kukurusa,

Tiabetsere zvikuru.

3. Rudo rwaJa nom’vakidzani

Rwotisunda kushandisa.

Basa nderekurumidziro,

Zvatanangana nom’gumo.

Kukohwa inguva yebasa,

Rokubatsira vadzidzi.

Tinowana mufaro mumunda,

Sezvatinowana vatsva.

4. Jesu mucheki anoona

Kuibva kwaita zviyo.

Minda yatoshanda yaibva!

Vazhinji voda kudzidza!

M’faro tinowana mukuru,

Zvatinoshanda naMwari.

Tishingai rire nomufaro;

Kuna iye nokukohwa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe