RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 4
  • Chipikirwa chaMwari Cheparadhiso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chipikirwa chaMwari Cheparadhiso
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Vimbiso yaMwari yeParadhiso
    Imbirai Jehovha
  • Vimbiso yaMwari yeParadhiso
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 4

Rwiyo 4

Chipikirwa chaMwari Cheparadhiso

(Ruka 23:43)

1. Ja wopikira Paradhiso,

Nokutonga kwechiuru,

Paachabvisa chivi chose,

Kuchibvisa rufu rwose.

(Korasi)

2. Nokukurumidza papasi,

Jesu achamutsa vanhu.

Jesu Kristu akapi kira:

‘Uchava muParadhiso.’

(Korasi)

3. M’farom’kuru kuonanazve

Pomutswa mabhirioni!

Ichava nguva yom’raidzo,

Isina kakavadzano.

(Korasi)

4. Paradhiso yakapikirwa.

Jesu ndiMambo wapasi.

Ngationgei Mwari wedu.

Timuimbire nom’faro.

(KORASI)

Pasi rova Paradhiso.

Nokutenda toiona.

Kristu achaizadzika,

Wofarira kuda kwaJa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe