RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 145
  • Iva Nomwoyo Murefu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Iva Nomwoyo Murefu
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Chibereko Chomudzimu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Nzira Yakanakisisa yoRudo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • “Paridza Shoko”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kutsvaga Shamwari Dzerugare
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 145

Rwiyo 145

Iva Nomwoyo Murefu

(1 VaTesaronika 5:14)

1. Akaenzanisira sei Ja

Mwoyo murefu wake!

Nyange akatsunga pakutukwa,

Haana kumboneta.

Akashivirira I s-raeri,

Kunyange vanhu vose.

Ku “makwai”ari muchirugu,

Mwari anoshivira.

2. Kana Mwari wokusingagumi

Akatishivirira,

Isuwo ngatiite zvimwezvo

Tiratidze vara’ri.

Vara’ri tinorida mumunda,

Titaure netsitsi.

Tisabvuma pfungwa dzakaipa,

Asi tive vanyoro.

3. Mwoyo murefu unopa humwe

Hunotivaka tose

Muungano uye mumhuriwo,

Tinzwe rumbidzo yaShe!

Rudo, uchenjeri sezvaMwari

Zvoita tishivire.

Tinoda izvi titsungirire

Kusvikira takwana.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe