RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 97
  • Mavara aJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mavara aJehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Unhu hwaJehovha
    Imbirai Jehovha
  • Unhu hwaJehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Jehovha, Simba Redu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Jehovha, Simba Redu
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 97

Rwiyo 97

Mavara aJehovha

(Zvakazarurwa 4:11)

1. Jehovha ngaakwidziridzwe,

Manyukowo ohupenyu,

Chisiko chomurumbidza;

Zvikuru paA r-magedho.

2. Zvisikwa zvozivisa njere!

Zvoti zvaka sanosikwa.

MuShoko renyu toona

Njere dzenyu dzinopenya.

3. Muri wokururamisira.

Makazivisa kunaka.

Mutinzweiwo Jehovha,

Tifambe tichikutyai.

4. Tinoganza netsitsi dzenyu;

Tine ngava muna idzo.

Mavara enyu nezita,

Tichanyatsozvizivisa!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe