RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 169
  • Rwiyo Rutsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rwiyo Rutsva
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovha
  • Rwiyo Rutsva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Imbai Rumbidzo yaJehovha Noushingi!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi—Pakupedzisira!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 169

Rwiyo 169

Rwiyo Rutsva

(Pisarema 98:1)

1. Imbirai Ja Rwiyo rwomufaro rutsva;

M’dudze zva’kaita nezvaachaita.

M’kudze Ruoko, rutsvene’rwu rworukundo;

Anotonga vanhu vose m’kururama.

(Korasi)

2. Imbai kwazvo kuna Mwari pasi rose;

Imbai rumbidzo yenyu nomufaro.

Rumbidzai Ja hungu, ngatimuimbire,

Rudimbwa nenyanga zvinomurumbidza.

(Korasi)

3. Gungwa nezviri mariri ngazvirumbidze,

Vanhu simudzai manzwi omufaro.

Mafashamowo nenzizi ngazviombere,

Uyewo makomo ngazvimurumbidze.

(KORASI)

Imbai!

Rwiyo Rwutsva tinzwe.

Imbai!

Jehovha ndiMambo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe