RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 215
  • Kutambanudzira Nyasha Kuvamwe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kutambanudzira Nyasha Kuvamwe
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Baba Venyu Vane Ngoni’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Tinoshumira Mwari “Ane Ngoni Huru”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Tingaratidza Sei Kuti Tine Ngoni?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Vanofara, Vane Ngoni!
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 215

Rwiyo 215

Kutambanudzira Nyasha Kuvamwe

(Ruka 6:36)

1. Jehovha paakati murove

Ngauparadze vakaipa,

Ipapo wakapa Noa basa:

‘Vaka areka! Paridzi ra!’

Zvino Noa wakaramba here,

Zvoasakambovaka imwe!

Akashandisa nyasha dzaMwari,

Akavaka akaparidza.

2. Zvino tsika ino inoguma,

Munyasha Mwari wozivisa

Mashoko okuguma apiwe,

Kuti anoda aterere.

Unoti, “handiparidzi shoko;

Handitauri zvakanaka”?

Bva ukawana nyasha dzaMwari,

Uchabatsirwa nomudzimu.

3. Mwari wounza nyasha neidi,

Towana mufaro “munyika.”

Kuravira migariro kwayo

Ichazobva kuna Jehovha!

Tiratidze nyasha kuna vamwe

Nokunyevera vanhu vose:

Tora chiito zvitsaurire;

Batira Umambo hwasvika!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe