RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 13
  • Munyengetero Wokuonga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Munyengetero Wokuonga
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Munyengetero Wokuonga
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Munyengetero Wekuonga
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    Imbirai Jehovha
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 13

Rwiyo 13

Munyengetero Wokuonga

Rakaprindwa

(Pisarema 95:2)

1. Mwari mune nyasha, murumbidzwe.

Tokuimbirai Changamire.

Tokotama imi muchitinzwa.

Motitarisira nounyoro.

Tokanganisa mazuva ose,

Kanganwirai kutadza kwedu.

Isu makatitenga neropa.

Chido chedu kudzidziswa nemi.

2. Vofara vaya vamunokoka

Kuzvivanze zvamodzidzisira.

Titungamirei neShoko renyu.

Tinoda kugara mumba menyu.

Ruoko rwenyu rwunoshamisa,

Rwopa vashandi venyu ushingi.

Tinorumbidza Umambo hwenyu;

Toparidza chete, huchauya.

3. Tiiteiwo kuti tifare;

Vanhu vose vakunamatei.

Umambo hwenyu hwakazonaka;

Huchabvisa zvirwere norufu.

Jesu obvisa uipi hwose;

Zvisikwa zvichaimba nom’faro.

Tiimbe mukukunda tichiti:

“Rumbidzai Jehovha, Mambo wedu!”

(Onawo Pis. 65:2, 4, 11; VaF. 4:6.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe