RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 112
  • Mwari Mukuru, Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mwari Mukuru, Jehovha
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Mwari Mukuru, Jehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • ‘Baba Venyu Vane Ngoni’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Uchatevedzera Ngoni dzaMwari Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • “Nzira Dzake Dzese Dzakarurama”
    Swedera Pedyo naJehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 112

Rwiyo 112

Mwari Mukuru, Jehovha

Rakaprindwa

(Eksodho 34:6, 7)

1. Jehovha Mwari, makakodzera

Kurumbidzwa zvikuru.

Makarurama m’zvose.

Munoruramisira pazvose;

Muri Mwari narini.

2. Munokanganwirawo zvitadzo,

Vane ngoni kuvamwe

Munonzwirawo ngoni.

Kururamisira kwenyu Mambo,

Munoratidza m’zvose.

3. Rumbidzwai nezvisikwa zvenyu;

Zita renyu rikudzwe,

Zvisingazorambwizve.

Umambo hwenyu huri kudenga

Huite kuda kwenyu.

(Onawo Dheut. 32:4; Zvir. 16:12; Mat. 6:10; Zvak. 4:11.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe