RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 35
  • Kuonga Kushivirira kwaMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuonga Kushivirira kwaMwari
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kuonga Kushivirira kwaMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • “Tendai Zvese Zvamunoitirwa”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
  • Uchashandisa Mukana Wacho Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Ramba Uine Mwoyo Murefu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 35

Rwiyo 35

Kuonga Kushivirira kwaMwari

Rakaprindwa

(2 Petro 3:15)

1. Jehovha Mwari mune simba,

Munoda zvakarurama.

Nyika yazara uipi,

Toziva zvokurwadzai.

Hamusi kuzombononoka;

Nguva yenyu yasvika pedyo.

Totarisa nechivimbo,

Tofara munoshivirira.

2. Churu chamakore chapera,

Kwamuri izuva rimwe.

Zuva guru raswedera,

Harizotombononoki.

Nyange muchivenga vatadzi,

Munofara pavanodzoka.

Nechivimbo tomirira

Tichirumbidza zita renyu.

(Onawo Ruka 15:7; 2 Pet. 3:8, 9.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe