RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 135
  • Kutsungirira Kusvika Kumugumo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kutsungirira Kusvika Kumugumo
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kutsungirira Kusvika Kumugumo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ticharamba Tichitsungirira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ticharamba Tichitsungirira
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Ramba Uri Pedyo neSangano raJehovha
    Takarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 135

Rwiyo 135

Kutsungirira Kusvika Kumugumo

Rakaprindwa

(Mateu 24:13)

1. Zviri muShoko raMwari

Zvinopa ushingi.

Zvamakadzidza mukada,

Zvose ndezvechokwadi.

Simbiswai mukutenda,

Muchifunga mugumo.

Rambai makaperera,

Munatswe nemiedzo.

2. Musasiya rudo rwenyu,

Rungangotonhora.

Pasinei nemiedzo,

Rambai makatsunga.

Nyange youya miedzo

Musatombotya zvenyu.

Jehovha anonunura,

NdiMwari ari pedyo.

3. Vose vanotsungirira

Ndivo vachapona.

Mazita avo onyorwa

Mubhuku zvakajeka.

Kutsungirira kwopedza

Basa rakwo, tikwane.

Mwari achakomborera,

Tichafara zvikuru.

(Onawo VaH. 6:19; Jak. 1:4; 2 Pet. 3:12; Zvak. 2:4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe