RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 7
  • Kuzvitsaurira kwechiKristu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuzvitsaurira kwechiKristu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kuzvitsaurira kwechiKristu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Tsauriro yechiKristu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kutsaurirwa—Kuna Ani?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Nei Uchifanira Kuzvitsaurira Kuna Jehovha?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 7

Rwiyo 7

Kuzvitsaurira kwechiKristu

Rakaprindwa

(VaHebheru 10:7, 9)

1. Jehovha zvaari iye

Musiki wezvose,

Denga nenyika ndezvake,

Ndiye akazviita.

Akafemera upenyu,

Zvisikwa zvoona

Kukodzera kwake kukudzwa

Pamwe nokunamatwa.

2. She akabhabhatidzirwa

Kururamisira.

Akanyengetera kuti

Ashandire Mwari.

Paakabuda muJodhani,

Ava muzodziwa,

Aizova akavimbika

Somunhu akazvipa.

3. Touya kwamuri Mwari,

Tikurumbidzei.

Tinozviramba zvachose

Tozvitsaurira.

Makatipa dangwe renyu

Kuti ritifire.

Hatichambozviraramira,

Toraramira imi.

(Onawo Mat. 16:24; Mako 8:34; Ruka 9:23.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe