RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 50
  • Muenzaniso waMwari Worudo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Muenzaniso waMwari Worudo
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Muenzaniso Woumwari Worudo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Muenzaniso waMwari Werudo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Usarega Rudo Rwako Ruchitonhora
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Ida Mwari Anokuda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 50

Rwiyo 50

Muenzaniso waMwari Worudo

Rakaprindwa

(1 Johani 4:19)

1. Jehovha Mwari wedu akatipa

Ini ne-

we tose

Muenzaniso, titungamirirwe.

Tisasiya,

Tisasiya.

Tevera nzira yaMwari yorudo;

Yakarurama, inokurudzira.

Ndeyerugare, inobatanidza.

Ndeyerudo

Nzira yaMwari.

2. Tafamba nayo, kuda kwedu hama

Kunoto-

wedzera.

Kuchaita kuti tibatsirane

Pane zvose,

Pane zvose.

Kwoita kuti tikanganwirane;

Kwotibatsira kunyatsodanana.

Tobatsirwa kutevedzera Baba,

Tidanane

Ngatidanane.

3. Tikada Mwari, tichamushumira

Muupenyu,

Muupenyu.

Timutererewo nemwoyo wose;

Tim’rumbidze,

Tim’rumbidze.

Tizivise zita rake kuvanhu,

Chokwadi chive pachena kwavari.

Tirambe tichidawo basa iri.

Ndirwo rudo.

Rudo chairwo.

(Onawo VaR. 12:10; VaEf. 4:3; 2 Pet. 1:7.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe