RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ll chikamu 1 pp. 4-5
  • Tinoteerera Mwari Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinoteerera Mwari Sei?
  • Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
  • Mashoko Akafanana
  • Chikamu 1
    Teerera Mwari
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Unyanzvi Hwokuteerera Norudo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
Ona Zvimwe
Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
ll chikamu 1 pp. 4-5

CHIKAMU 1

Tinoteerera Mwari Sei?

Mwari anotaura nesu achishandisa Bhaibheri. 2 Timoti 3:16

Ari pachigaro chake kudenga, Mwari ari kufemera varume kuti vanyore Bhaibheri

Mwari wechokwadi akaita kuti vamwe varume vanyore pfungwa dzake mubhuku dzvene rimwe chete. Bhuku racho iBhaibheri. Rine mashoko anokosha uye Mwari anoda kuti uazive.

Mwari anoziva zvakatinakira, uye uchenjeri hwese hunobva kwaari. Kana ukamuteerera uchava munhu akachenjera.​—Zvirevo 1:5.

Bhaibheri mumitauro yakawanda; murume ari kuverenga Bhaibheri remutauro wake

Mwari anoda kuti vanhu vese vari panyika vaverenge Bhaibheri. Iye zvino rava kuwanika mumitauro yakawanda.

Kana uchida kuteerera Mwari, unofanira kuverenga uye kunzwisisa Bhaibheri.

Vanhu vari kuteerera kwese kwese. Mateu 28:19

Chapupu chaJehovha chiri kuverengera mumwe murume rugwaro, chobva adzidza naye Bhaibheri

Zvapupu zvaJehovha zvinogona kukubatsira kuti unzwisise Bhaibheri.

Zvinodzidzisa chokwadi nezvaMwari munyika yese.

Musangano paImba yeUmambo yeZvapupu zvaJehovha

Hauna mari yaunobhadhara pakudzidziswa Bhaibheri. Unogona kudzidzawo nezvaMwari kuImba yeUmambo yeZvapupu zvaJehovha iri kwaunogara.

  • Shoko raMwari ichokwadi.​—Johani 17:17.

  • Sei tichigona kuvimba naMwari?​—Numeri 23:19.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe