RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp16 nha. 5 p. 16
  • Bhaibheri Rinotii?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhaibheri Rinotii?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Chii chinonzi Umambo hwaMwari?
  • Umambo hwaMwari huchauya riini?
  • Umambo hwaMwari
    Mukai!—2013
  • Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
  • Pane Hurumende Here Inogona Kuita Kuti Zvinhu Zvifambe Zvakanaka Panyika?—Bhaibheri Rinoti Kudii?
    Dzimwe Nyaya
  • Chokwadi nezveUmambo hwaMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2020
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
wp16 nha. 5 p. 16
Chiedza chiri kubva pachigaro choumambo kudenga chiri kuita kuti nyika ijeke

Bhaibheri Rinotii?

Chii chinonzi Umambo hwaMwari?

VAMWE VANOTI Umambo hwaMwari huri mumwoyo memunhu, vamwewo vanoti zviri kuitwa nevanhu kuti panyika pave nerugare ndizvo zvichaunza Umambo hwaMwari. Unotiwo kudii?

ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI

“Mwari wokudenga achamutsa umambo husingazomboparadzwi. . . . Huchapwanya, hwogumisa umambo hwose uhwu [hwevanhu].” (Dhanieri 2:44) Umambo hwaMwari ihurumende chaiyo.

NDEZVIPI ZVIMWE ZVATINODZIDZA MUBHAIBHERI?

  • Umambo hwaMwari hunotonga huri kudenga.​—Mateu 10:7; Ruka 10:9.

  • Mwari anoshandisa Umambo hwake kuti kuda kwake kuitwe panyika nekudenga.​—Mateu 6:10.

Umambo hwaMwari huchauya riini?

UNGATI KUDII?

  • Hapana anoziva

  • Manje manje

  • Hahusi kuzombouya

ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI

“Aya mashoko akanaka oumambo achaparidzwa munyika yose inogarwa kuti ave uchapupu kumarudzi ose; uye zvadaro kuguma kuchasvika.” (Mateu 24:14) Kana mashoko akanaka anyatsoparidzwa, Umambo hunobva hwauya, hwobvisa zvinhu zvakaipa zviri kuitika.

NDEZVIPI ZVIMWE ZVATINODZIDZA MUBHAIBHERI?

  • Hapana anonyatsoziva kuti Umambo hwaMwari huchauya riini.​—Mateu 24:36.

  • Uprofita huri muBhaibheri hunoratidza kuti Umambo hwava pedyo kuuya.​—Mateu 24:3, 7, 12.

Kuti uwane mamwe mashoko, ona chitsauko 8 chebhuku iri, Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha

Rinowanikawo pawww.pr2711.com

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe