RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 December p. 5
  • “Ndiri Pano! Nditumei”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ndiri Pano! Nditumei”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Vakabvuma Kurasikirwa Nezvimwe Zvinhu Kuti Vaite Kuda kwaJehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Uchapa Zvibayiro Zvokutsigira Umambo Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Ronga Zvaunoda Kuzoita Mugore Rebasa Riri Kuuya—Tamira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Unganoshanda Kunodiwa Vaparidzi Zvikuru Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2001
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 December p. 5

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Ndiri Pano! Nditumei”

Mhuri yekwaWilliam iri kugadzirira kuti iende kune imwe nyika

Tinofanira kutevedzera zvakaitwa naIsaya. Akaratidza kuti aiva nekutenda uye akakurumidza kubvuma basa raakatumwa kunyange zvazvo akanga asingazivi kuti zvii zvaida kuitwa. (Isa 6:8) Unogona kugadzirisa upenyu hwako here kuti uende kunodiwa vaparidzi voUmambo vakawanda? (Pis 110:3) Zvakakosha kuti utange waona kuti zvii zvinodiwa. (Ru 14:27, 28) Asi unofanira kuzvipira kusiya zvimwe zvinhu kuitira kuti uite basa rekuparidza. (Mt 8:20; Mk 10:28-30) Sezvataona muvhidhiyo inonzi Kutamira Kunodiwa Vaparidzi Vakawanda, makomborero atinowana pakushumira Jehovha anopfuura zvinhu zvatinenge takasiya.

MAPEDZA KUONA VHIDHIYO, PINDURAI MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Zvii zvakasiyiwa nemhuri yaHama Williams kuti vakwanise kuenda kuEcuador?

  • Zvii zvavakatanga vafunga nezvazvo pavaitsvaka kuti voenda kunyika ipi?

  • Vakawana makomborero api?

  • Ungawana kupi mamwe mashoko kana uchida kuenda kunodiwa vaparidzi vakawanda?

PAMANHERU EKUNAMATA KWEMHURI ANOTEVERA, KURUKURAI MIBVUNZO IYI:

  • Zvii zvatingaita semhuri kuti tiwedzere ushumiri hwedu? (km 8/11 4-6)

  • Kana tisingakwanisi kuenda kunodiwa vaparidzi vakawanda, ndezvipi zvatingaita kuti tibatsire muungano yedu? (w16.03 23-25)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe