PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 15-17
“Hamusi Venyika”
Jesu akakunda nyika pakuti haana kumbobvira afanana nayo
Vateveri vaJesu vaizofanira kuva neushingi kuti vasakanganiswa nemafungiro uye maitiro evanhu vari munyika
Kufungisisa muenzaniso waJesu kunogona kutipa ushingi hwekumutevedzera