RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 October p. 6
  • October 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 October p. 6

October 22-28

JOHANI 15-17

  • Rwiyo 129 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Hamusi Venyika”: (10 min.)

    • Joh 15:19​—Vateveri vaJesu ‘havasi venyika’ (“nyika” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 15:19, nwtsty)

    • Joh 15:21​—Vateveri vaJesu vanovengwa pamusana pezita rake (“nokuda kwezita rangu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 15:21, nwtsty)

    • Joh 16:33​—Vateveri vaJesu vanogona kukunda nyika sezvaakaitawo (it-1-E 516)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 17:21-23​—Zvinorevei kuti vateveri vaJesu vaizova “vamwe”? (“vamwe,” “vakwaniswe kuva mumwe” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 17:21,23, nwtsty)

    • Joh 17:24​—Mashoko ekuti “nyika isati yavambwa” anorevei? (“kuvambwa kwenyika” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 17:24, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 17:1-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, uye mupe rimwe remabhuku atinoshandisa pakudzidzisa vanhu Bhaibheri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 14 ¶3-4

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 101

  • “VaKristu Vechokwadi Vanozivikanwa Nerudo—Ita Kuti Ungano Irambe Yakabatana”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Ivai Nerudo Pakati Penyu’—Usachengeta Chigumbu. Kana nguva iripo, kurukurai bhokisi rakanzi “Munhu wemuBhaibheri Wandingatevedzera.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 40

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe