PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAHEBHERU 7-8
“Mupristi Nekusingaperi Sezvakanga Zvakaita Merekizedheki”
Nei zvichinzi Merekizedheki aimiririra Jesu?
7:1—Aiva mambo uye mupristi
7:3, 22-25—Hapana munhu anotaurwa kuti ndiye waakatsiva kana anonzi akazomutsiva
7:5, 6, 14-17—Haana kuva mupristi nemhaka yedzinza rake asi akagadzwa naJehovha
Upristi hwaKristu hwakasiyana papi nehwaAroni? (it-1-E 1113 ¶4-5)