RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 September p. 2
  • September 2-8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 2-8
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 September p. 2

September 2-8

VAHEBHERU 7-8

  • Rwiyo 16 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Mupristi Nekusingaperi Sezvakanga Zvakaita Merekizedheki”: (10 min.)

    • VaH 7:1, 2​—Mambo uye mupristi Merekizedheki akasangana naAbrahamu achibva amukomborera (it-2-E 366)

    • VaH 7:3​—Merekizedheki akanga “asina dzinza” uye “anoramba ari mupristi nekusingaperi” (it-2-E 367 ¶4)

    • VaH 7:17​—Jesu “mupristi nekusingaperi sezvakanga zvakaita Merekizedheki” (it-2-E 366)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaH 8:3​—Musiyano upi waiva pakati pezvipo nezvibayiro zvaipiwa pasi peMutemo waMozisi? (w00 8/15 14 ¶11)

    • VaH 8:13​—Sungano yeMutemo yakapedzisira ‘kushanda’ riini mumazuva aJeremiya? (it-1-E 523 ¶5)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaH 7:1-17 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kushandisa Zvakanaka Zvinhu Zvinooneka, mobva makurukura navo chidzidzo 9 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w14 10/15 15 ¶7-9​—Musoro: Chii chinonzi sungano itsva? (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 124

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (15 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaSeptember. Kurudzirai vese kushanyira mahofisi edu makuru kana kuti hofisi yebazi yemunyika yenyu kana vachikwanisa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 82

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 83 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe