RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • th chidzidzo 5 p. 8
  • Kuverenga Nemazvo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuverenga Nemazvo
  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
  • Mashoko Akafanana
  • Kuverenga Nomazvo
    Batsirwa Nedzidzo Yechikoro chaMwari Choushumiri
  • Shingairira Kuverenga
    Batsirwa Nedzidzo Yechikoro chaMwari Choushumiri
  • Nzira Yokurava Nayo Ndokuyeuka
    Bhuku rinoTungamirira reChikoro choUshumiri choUbati-ushe hwoUmwari
  • Bhokisi Remibvunzo
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1996
Ona Zvimwe
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
th chidzidzo 5 p. 8

CHIDZIDZO 5

Kuverenga Nemazvo

Rugwaro

1 Timoti 4:13

PFUPISO YECHIDZIDZO: Verenga zviri papepa sezvazviri.

MAITIRWO AZVO:

  • Nyatsogadzirira. Funga kuti mashoko acho akanyorerwei. Dzidzira kuverenga mashoko akati wandei panguva imwe chete pane kungoverenga shoko rimwe chete. Usaisa zvisipo, kana kusiya mamwe mashoko, kana kuchinjanisa shoko nerimwe. Tevedzera nyora dzese dzemutauro.

    Zano

    Kumbira mumwe munhu kuti akuteerere uchiverenga okuudza mashoko aunenge wakanganisa kuverenga.

  • Taura shoko rimwe nerimwe nemazvo. Kana usingazivi kuti shoko rinotaurwa sei, ritarise muduramanzwi, teerera nyaya yacho kana yakarekodhwa, kana kuti kumbira mumwe munhu anoverenga nemazvo kuti akubatsire.

  • Taura zvakajeka. Dudza mashoko sezvaari, wakasimudza musoro uye uchinyatsovhura muromo. Edza kududza shoko usingaridimburire.

    Zano

    Usabva wazonyanyisa kududza chikamu chimwe nechimwe cheshoko zvekuti zvinobva zvasiyana nemataurirwo anoitwa shoko racho.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe