RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • th chidzidzo 20 p. 23
  • Mhedziso Yakanaka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mhedziso Yakanaka
  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
  • Mashoko Akafanana
  • Mashoko Okupedzisira Anobudirira
    Batsirwa Nedzidzo Yechikoro chaMwari Choushumiri
  • Kuratidza Kushanda Kunoita Rugwaro
    Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
  • Kutaura Zvinobaya Mwoyo
    Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
  • Ratidza Kubatsira Kunoita Mashoko Acho
    Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
Ona Zvimwe
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
th chidzidzo 20 p. 23

CHIDZIDZO 20

Mhedziso Yakanaka

Rugwaro

Muparidzi 12:13, 14

PFUPISO YECHIDZIDZO: Pamashoko ako ekupedzisa, batsira vateereri kuti vabvume zvavadzidza uye kuti vazviite.

MAITIRWO AZVO:

  • Ita kuti mhedziso yako ibatane nemusoro wenyaya yako. Dzokorora musoro wako nepfungwa huru. Unogonawo kuzviita uchishandisa mamwe mashoko.

  • Kurudzira vateereri vako. Ratidza vateereri vako zvavanofanira kuita, uye vape zvikonzero zvinogutsa zvekuita izvozvo. Taura zvichibva pamwoyo, uchiratidza kuti unotenda zvakasimba kuti zvauri kutaura zvinokosha.

  • Mashoko ako ekupedzisa ngaave nyore uye mapfupi. Usatange kutaura dzimwe pfungwa huru itsva. Uchishandisa mashoko mashoma, kurudzira vateereri vako kuti vaite zvavadzidza.

    Zano

    Usaite zvekumhanya-mhanya pamhedziso yako, uye usaita kuti inzwi rako riende richipera zvishoma nezvishoma. Mitsara yako mishoma yekupedzisira ngairatidze kuti wava kunopedza.

MUUSHUMIRI

Paunenge wava kupedza kukurukura nemunhu, dzokorora pfungwa huru yaunoda kuti ayeuke. Kana munhu akangoerakana akudimburira, usapedzise nemashoko akaipa. Kunyange kana munhu wacho asingakuremekedzi, taura mashoko anoita kuti azoda kuteerera nguva inotevera.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe