RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 6/15 pp. 12-13
  • Madzimambo Masere Anoziviswa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Madzimambo Masere Anoziviswa
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha “Muzivisi Wezvinhu Zvakavanzika”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
  • Kurwisana Nezvikara Zviviri Zvinorura
    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 6/15 pp. 12-13

Madzimambo Masere Anoziviswa

Tikabatanidza uprofita hwaDhanieri nehwaJohani, tinoona madzimambo masere, kana kuti utongi hwevanhu, uyewo uprofita hwacho hunoratidza kutevedzana kwemadzimambo iwayo. Tinogona kunyatsonzwisisa uprofita ihwohwo kana tikatanga tanzwisisa zvinorehwa neuprofita hwekutanga hwakanyorwa muBhaibheri.

Kubvira pakutanga, Satani akaronga mbeu yake kuti ive masangano ezvematongerwo enyika kana kuti umambo. (Ruka 4:5, 6) Zvisinei, panongova neumambo hushoma hwakanyatsorwisa vanhu vaMwari, verudzi rwaIsraeri kana kuti ungano yevaKristu vakazodzwa. Uprofita hwaDhanieri naJohani hunongotaura hurumende sere chete dzaiva nesimba pane dzimwe.

[Chati/Mifananidzo iri papeji 12, 13]

(Kana uchida mashoko azere, ona bhuku racho)

UPROFITA UPROFITA HURI MUNA DHANIERI HURI MUNA ZVAKAZARURWA

1. Ijipiti

2. Asiriya

3. Bhabhironi

4. Medhiya nePezhiya

5. Girisi

6. Roma

7. Britain neUnited States of Americaa

8. Sangano Renyika Dzakabatana uye Sangano Romubatanidzwa Wenyika Dzepasi Poseb

VANHU VAMWARI

2000 B.C.E.

Abrahamu

1500

Rudzi rwevaIsraeri

1000

Dhanieri 500

B.C.E./C.E.

Johani

Israeri waMwari 500

1000

1500

2000 C.E.

[Mashoko Omuzasi]

a Madzimambo acho anotonga pamwe chete, panguva yomugumo. Ona peji 19.

b Madzimambo acho anotonga pamwe chete, panguva yomugumo. Ona peji 19.

[Mifananidzo]

Chifananidzo chikuru (Dhan. 2:31-45)

Zvikara zvina zvakabuda mugungwa (Dhan. 7:3-8, 17, 25)

Gondohwe nembudzi (Dhan., chits. 8)

Chikara chine misoro minomwe (Zvak. 13:1-10, 16-18)

Chikara chine nyanga mbiri chinoita kuti pave nemufananidzo wechikara (Zvak. 13:11-15)

[Kwazvakatorwa]

Photo credits: Egypt and Rome: Photograph taken by courtesy of the British Museum; Medo-Persia: Musée du Louvre, Paris

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe